Iyo Komla Dumor Mubairo mubairo wenhau wakaparurwa neBBC muna2015 mukuremekedza nhaka yemutori wenhau wekuGhana Komla Dumor uyo aishandira BBC World News uye aive mutungamiriri mukuru wechirongwa chayo cheFocus on Africa. Mubairo uyu unopihwa gore rega rega "kune mumwe munhu anoshamisa anogara nekushanda muAfrica, uyo anosanganisa hunyanzvi hwenhau, pamhepo, uye tarenda rakatanhamara mukuudza nyaya dzemuAfrica nechishuwo uye kugona kuve nyeredzi yeramangwana." Uyo anokunda anopiwa kontrakiti yemwedzi mitatu yekudzidzira uye yekusimudzira muBBC News
Heano vakundi veKomla Dumor Award.
Gore | mukundi | nyika |
2022 | Dingindaba Jonah Buyoya | Zambia |
2021 | Hapana mubairo | |
2020 | Victoria Rubadiri | Kenya |
2019 | Solomon Serwanuya | Uganda |
2018 | Waihiga Mwaura | Kenya |
2017 | Amina yuguda | Naijeriya |
2016 | Didi Akinyelure | Naijeriya |
2015 | Nancy Kacungira | Uganda |